Brian Nhira’s Mwana Washe Lyrics

[VERSE 1] Chishamiso
Tinoshamiswa nekuuya kwako
chipo che-u-penyu
Hautozivi mufaro waunopa

[PRE-CHORUS] Kana pane chinhu
Chatinga kuudze
Uchitanga kufema kwekutanga

[CHORUS] Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
 Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe

[VERSE 2] Uchakura
Nekusimba
Mazuva ese
Upenyu hunooma
Zvinonetsa zvichauya kwauri

[CHORUS] Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe

[BRIDGE] Tichaedza kukutungamirira
Murwendo rwako
kukundikana kana kubudirira
Ichi chinoramba chiripo

[CHORUS] Iye akasika mwedzi
Nedenga
Akakusika mudumbu
Nekuda kwa-ke
Iye akasika nyeredzi
Akaisa zuva
Akatora mavanga mazhinji
Nokuda kwako
Uri mwana washe
Uri mwana washe

You May Also Like